Chitsauko 1

1 2 Pauro, muApostora waJeso Kristo nekuda kwaMwari, Nehama yedu Timoti, Kereke yaMwari iri kuWakorinde uye newatswene ose wari kuguta reAkaia. Nyasha dziwe nemi, nerugare raMwari Baba wedu, ne raJesu Kristo. 3 Uye Mwari baba waShe wedu Jeso Kristo ngaakudzwe; Iye ndiye Baba wengoni uye ndiMwari munyaradzi. 4 Mwari anotinyaradza pamatambudziko edu, kuti tigonyaradzawo warikutambudzika, tinyaradzane sekunyaradzwa kwatakaitwa naMwari. 5 Skuwanda kwakaita matambudziko aKristu muupenyu wedu, ndiko kuwandawo kwakaita nyaradzo raKristu Kwatiri. 6 Asi kutambudzika kuti uwe nyaradzo neruponeso kwamuri; asi Tika nyaradzwa, kunowa kunyaradza kwenyu. Kunyaradzana uku kwakanaka mukaitirana netsitsi matambudziko mamwe saedu. 7 Uye kuthembana kwenyu kwakanaka, se zvatino ziwa kuti munomirirana pamatambudziko, miriranaiwo pakunyaradzana. 8 Nekuti atisikuda hama dzesika mirir pamatambudziko atakaona kuAsia. Takakwaniswa kuti tigomirira zvatinoti atizvikawnise, kunyangwe patino rasa tariro rekurarama. 9 Azvinei kuti takatongerwa rufu. Nenhawi zwirikuti tisazvithembe asi tithembe Mwari, uya wanosimudza akafa. 10 Uyo akatibvisa muzwakaipa, uye acharamba achitibvisa. Uyo watino mira naye, achatisunungurazwe. 11 Iye achati dzikinora nedzidziso renyu nekuda kweminamato yenyu. Naizvozvo, wajinji achakutendai kwerubatsiro renyasha ratakapiwa nekuda kwemunamato yewajinji. 12 Isu tinozvikudza nazvo: chapupu chetsitsi dzedu. Asi inyaya yakanaka yeshohwadi kuna yaMwari, yatino taura panyika, nyanye-nyanye nemi. Arisi ruziwo repanyika, asi inyasha dzaMwari. 13 Atina kukunyorerai zvinhu zvamusinga kwanisi kana kuzvisisa. Ndinotenda kuti muchatizvisisa zvakanyanya. 14 sekutenda kwamatiita nezwatakutaurirai muzvidimbu. Pazuwa raShe wedu Jeso, muchafara nekudakwedi, nesuwo tichafara nekuda kwenyu. 15 Nekuti ndaiwimba kuti: ndaizouya kwamuri, kuti munatswe nekukuchanyirai kairi. 16 Ndaironga kuti ndichadarika ndichikuchanyirai pandichaenda kuMakadhonia, uye ndaida kudarikazve neko pakudzokera, kuti tiende pamwe chete kuJudhea. 17 Pamaironga izvozvo, maiita neunyope? Asi pamaironga pamaironga manga murikuronga panya: kuti, pamunoti: "hongu, hongu" uye moti "kwete, kwete", panguwa imwe chete? 18 Asi nekuti Mwari akarurama, isu atidairi "hongu" kana "kwete" panguwa imwe chete. 19 Nekuti mwana waMwari, Jeso Kristu, Watinorumbidza ini, naSirivano, naTimoti, pakatipenyu ngapasawe "hongu" "nekwete", asi pawe "hongu" basi. 20 Nekuti zvese zvipikirwa zvaMwari kwaari "ihongu". Naizvovowo nekuda kwake, tinoti "Ameni" pakubwinya KwaMwari. 21 NdiMwari anotisimbisa munaKristu pamwe chete nemi. uye iye akatidzodza. 22 Iye akaisa chisimbisochake kwatiri nepamunamato dzedu, uye akatipaka mweya kuti uwe mumiriri wedu. 23 Ini ndinoti Mwari ndichapupu changu kuti andina kuzouya kuKorinte, nekuti ndakamuzwirai tsitsi. 24 Akusi kuda kuyedza kutenda kwenyu takabatanidzwa kuti muwe nerufaro, asi rambai makachinga pakutenda.